Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vatongi 11:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati achimuona akabvarura nguo dzake uye akachema achiti, “Haiwa mwanasikana wangu! Wandishungurudza nokuti ndaita mhiko kuna Jehovha yandisingagoni kuputsa.”

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 11

Maonero Vatongi 11:35 akapoteredza