Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vatongi 11:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jefuta akati odzokera kumusha kwake kuMizipa, ndiani akazouya kuzomuchingamidza kunze kwomwanasikana wake, achitamba, matamborini achiridzwa! Ndiye akanga achingova mwana wake oga. Akanga asina mwanakomana kana mwanasikana kunze kwake iye oga.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 11

Maonero Vatongi 11:34 akapoteredza