Testamende Yekare

Testamende Itsva

Numeri 7:88 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uwandu hwezvipfuwo zvechibayiro chokuwadzana pamwe chete hwaiti nzombe makumi maviri neina, makondohwe makumi matanhatu, nhongo dzembudzi makumi matanhatu namakondohwe maduku egore rimwe chete makumi matanhatu. Izvi ndizvo zvakanga zviri zvipiriso zvokukumikidzwa kwearitari shure kwokuzodzwa kwayo.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 7

Maonero Numeri 7:88 akapoteredza