Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mapisarema 131:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Haiwa Jehovha, mwoyo wangu hauzvikudzi, meso angu haana manyawi; handina hanya nezvinhu zvikuru kana zvinhu zvinonyanya kushamisa.

2. Asi ndakadzikamisa uye ndakanyaradza mweya wangu; somwana akarumurwa namai vake, somwana akarumurwa, ndizvo zvakaita mweya wangu mandiri.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 131