Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mapisarema 131:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi ndakadzikamisa uye ndakanyaradza mweya wangu; somwana akarumurwa namai vake, somwana akarumurwa, ndizvo zvakaita mweya wangu mandiri.

Verenga chitsauko zvakakwana Mapisarema 131

Maonero Mapisarema 131:2 akapoteredza