Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezira 9:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo, musapa vanasikana venyu kuti vawanikwe navanakomana vavo kana kutora vanasikana vavo kuti vawanikwe navanakomana venyu. Musaita chibvumirano kana ushamwari navo panguva ipi zvayo, kuitira kuti musimbe uye mudye zvinhu zvakanaka zvenyika uye mugoisiyira kuvana venyu senhaka isingaperi.’

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 9

Maonero Ezira 9:12 akapoteredza