Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezira 9:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Zvakaitika kwatiri zvakaitika nokuda kwamabasa edu akaipa nemhosva yedu huru, asi kunyange zvakadaro, imi Mwari wedu makatiranga zvishoma kupfuura zvaikodzera zvivi zvedu uye makatipa vakasara vakadai.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 9

Maonero Ezira 9:13 akapoteredza