Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezira 9:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

yamakapa kubudikidza navaranda venyu vaprofita pamakati, ‘Nyika yamuri kupinda kuti ive yenyu inyika yakasvibiswa nokuora kwavanhu vayo. Nezvinonyangadza zvavo vakaizadza noutsvina hwavo kubva kuno rumwe rutivi kusvika kuno rumwe rutivi.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 9

Maonero Ezira 9:11 akapoteredza