Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezira 6:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pamusoro pezvo, ndinotemawo chirevo, kuti ani naani anoshandura shoko iri, bango rinofanira kubviswa paimba yake, uye anofanira kuturikwa agorovererwa pariri. Uye nokuda kwemhaka iyi, imba yake inofanira kuitwa murwi wamarara.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 6

Maonero Ezira 6:11 akapoteredza