Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezira 6:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mwari, akagarisa Zita rake ipapo, ngaaparadze mambo upi noupi kana vanhu vangatambanudza maoko avo kuti vashandure chirevo ichi kana kuparadza temberi iyi muJerusarema. Ini Dhariasi ndini ndatema chirevo ichi. Ngachizadziswe nenzira yakanyanyisa kunaka.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 6

Maonero Ezira 6:12 akapoteredza