Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezira 10:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jonatani mwanakomana waAsaeri naJazeya mwanakomana waTikivha, vachitsigirwa naMeshurami naShabhetai muRevhi, ndivo chete vakapikisa izvi.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 10

Maonero Ezira 10:15 akapoteredza