Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezira 10:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokudaro vatapwa vakaita zvakanga zvataurwa. Ezira muprista akasarudza varume vakanga vari vakuru vemhuri, mumwe chete kubva kumhuri yamadzibaba avo, uye vose vachizivikanwa namazita avo. Pazuva rokutanga romwedzi wegumi vakagara pasi vakatanga kutonga nyaya idzi,

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 10

Maonero Ezira 10:16 akapoteredza