Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezira 10:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Machinda edu ngavamiririre ungano yose. Ipapo mumwe nomumwe mumaguta edu akawana mukadzi mutorwa auye panguva dzakatarwa, pamwe chete navakuru navatongi veguta rimwe nerimwe, kusvikira kutsamwa kwaMwari kukuru kwabviswa kwatiri.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 10

Maonero Ezira 10:14 akapoteredza