Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhuteronomi 6:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Itai zvakarurama nezvakanaka pamberi paJehovha, kuitira kuti zvigokunakirai uye mugopinda nokutora nyika yakanaka iyo Jehovha akavimbisa nemhiko kumadzitateguru enyu,

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 6

Maonero Dhuteronomi 6:18 akapoteredza