Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhuteronomi 6:17-19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

17. Chenjererai kuchengeta mirayiro yaJehovha Mwari wenyu nezvaakatema nemitemo yaakakupai.

18. Itai zvakarurama nezvakanaka pamberi paJehovha, kuitira kuti zvigokunakirai uye mugopinda nokutora nyika yakanaka iyo Jehovha akavimbisa nemhiko kumadzitateguru enyu,

19. agoparadza vavengi venyu vose pamberi penyu, sezvakataurwa naJehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 6