Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhuteronomi 10:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha akati kwandiri, “Enda, utungamirire vanhu panzira yavo, kuitira kuti vapinde uye vatore nyika yandakapikira madzibaba avo kuti ndichavapa.”

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 10

Maonero Dhuteronomi 10:11 akapoteredza