Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 23:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ko, haana kupiwa kuremekedzwa kukuru kupfuura vaya Vatatu here? Iye akazova mutungamiri wavo, kunyange zvazvo akanga asina kuverengwa pakati pavo.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 23

Maonero 2 Samueri 23:19 akapoteredza