Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 23:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Abhishai munun'una waJoabhu mwanakomana waZeruya akanga ari mukuru waVatatu. Akasimudza pfumo rake kuti arwe navarume mazana matatu, akavauraya, nokudaro akava nomukurumbira saVatatu.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 23

Maonero 2 Samueri 23:18 akapoteredza