Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 9:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akakwira mungoro yake akaenda kuJezireeri, nokuti Joramu akanga akazorora ikoko uye Ahazia mambo weJudha akanga adzikako kuti andomuona.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 9

Maonero 2 Madzimambo 9:16 akapoteredza