Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 9:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi mambo Joramu akanga adzokera kuJezireeri kuti andopora maronda aakanga akuvadzwa navaAramu muhondo naHazaeri, mambo weAramu.) Jehu akati, “Kana zviri izvo zvamunoda, ngaparege kuva neanonyeruka achibuda muguta achienda kunotaura shoko muJezireeri.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 9

Maonero 2 Madzimambo 9:15 akapoteredza