Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 9:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nharirire yakanga yakamira pamusoro peshongwe muJezireeri yakati ichiona varwi vaJehu vava kusvika, yakadanidzira ichiti, “Ndiri kuona varwi vari kuuya.” Joramu akamurayira akati, “Dana mutasvi webhiza. Mutume kuti anosangana navo agovabvunza kuti, ‘Muri kuuya norugare here?’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 9

Maonero 2 Madzimambo 9:17 akapoteredza