Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 11:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehoyadha muprista akarayira vatungamiri vezvikwata zvezana, vaitungamirira mauto akati: “Mubudisei kunze nechapakati pemisara mugouraya ani naani anomutevera.” Nokuti muprista akanga ati, “Haafaniri kuurayirwa mutemberi yaJehovha.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 11

Maonero 2 Madzimambo 11:15 akapoteredza