Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 11:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akatarira ndokuona hoyo mambo, akamira pambiru, saiyo yaiva tsika yacho. Vakuru navaridzi vehwamanda vakanga vari parutivi rwamambo, uye vanhu vose venyika vakanga vachifara vachiridza hwamanda. Ipapo Ataria akabvarura nguo dzake akadanidzira achiti, “Vandimukira! Vandimukira!”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 11

Maonero 2 Madzimambo 11:14 akapoteredza