Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 15:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Samueri akati, “Uyai naAgagi mambo wavaAmareki kwandiri.” Agagi akauya kwaari akanyatsofara, achifunga kuti, “Zvirokwazvo kuvava kworufu kwapfuura.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 15

Maonero 1 Samueri 15:32 akapoteredza