Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Makoronike 11:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ava ndivo vaiva vakuru pakati pavarume voumhare vaiva naDhavhidhi, avo pamwe chete neIsraeri yose, vakatsigira umambo hwake zvakasimba kuti husvike munyika yose sokuvimbisa kwakanga kwaita Jehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 11

Maonero 1 Makoronike 11:10 akapoteredza