Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Madzimambo 6:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakuvaka madziro etemberi mabwe akanga avezwa chete ndiwo akashandiswa, uye hapana kunzwikwa kurira kwesando kana mbezo kana mumwe mudziyo patemberi payakanga ichivakwa.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 6

Maonero 1 Madzimambo 6:7 akapoteredza