Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Madzimambo 6:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Imba yapasi yaiva noupamhi hwamakubhiti mashanuf, imba yapakati yaiva noupamhi hwamakubhiti matanhatug uye imba yechitatu yaiva namakubhiti manomweh. Nechokunze akavaka zvitakuriso kumativi kuti matanda arege kupinda mukati mamadziro etemberi.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 6

Maonero 1 Madzimambo 6:6 akapoteredza