uye vakaimba rwiyo rwaMozisi muranda waMwari norwiyo rweGwayana, vachiti:“Mabasa enyu makuru uye anoshamisa,Ishe Mwari Wamasimba Ose.Nzira dzenyu dzakarurama uye ndedzechokwadi,imi Mambo wamakore.