Ndianiko angarega kukutyai,imi Ishe, nokupa mbiri kuzita renyu?Nokuti ndimi moga mutsvene.Ndudzi dzose dzichauya dzigonamata pamberi penyu,nokuti mabasa enyu akarurama akaratidzwa.”