Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vafiripi 1:28-30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

28. musingatyiswi nenzira ipi zvayo naavo vanopikisana nemi. Ichi ndicho chiratidzo kwavari kuti vachaparadzwa, uye kuti imi muchaponeswa, uye naiye Mwari.

29. Nokuti makapiwa imi nokuda kwaKristu kuti musangotenda kwaari bedzi, asi kuti mutambudzike nokuda kwake,

30. sezvo muri mukurwa kumwe chete uku kwamakandiona ndinako, uye kwamunoziva zvino kuti ndichinako.

Verenga chitsauko zvakakwana Vafiripi 1