Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vafiripi 1:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvisinei hazvo, mufambe henyu nenzira yakafanira vhangeri raKristu. Ipapo, kunyange ndikauya kuzokuonai kana kunzwa nezvenyu ndisipo hangu, ndichaziva kuti mumire nesimba mumweya mumwe, muchirwa somunhu mumwe nokuda kwokutenda kwevhangeri,

Verenga chitsauko zvakakwana Vafiripi 1

Maonero Vafiripi 1:27 akapoteredza