Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ruka 20:23-26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

23. Akaona kunyengera kwavo akati kwavari,

24. “Ndiratidzei dhenari. Ko, mufananidzo norunyoro zviripo ndezvaani?”

25. Vakapindura vakati, “NdezvaKesari.”Iye akati kwavari, “Ipai Kesari zvaKesari uye mugopa Mwari zvaMwari.”

26. Vakanga vasingagoni kumuteya nezvaakanga ataura ipapo pane vanhu. Vakashamiswa nokupindura kwake, vakanyarara.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 20