Vakapindura vakati, “NdezvaKesari.”Iye akati kwavari, “Ipai Kesari zvaKesari uye mugopa Mwari zvaMwari.”