Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mako 11:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vaprista vakuru navadzidzisi vomurayiro vakazvinzwa ndokubva vatanga kutsvaka nzira yokumuuraya nayo, nokuti vanhu vaimutya, nokuti vanhu vazhinji vose vaishamiswa nedzidziso yake.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 11

Maonero Mako 11:18 akapoteredza