Uye akavadzidzisa achiti, “Ko, hazvina kunyorwa here kuti:“ ‘Imba yangu ichanziimba yokunyengetera yendudzi dzose’?Asi imi maiita ‘bako ramakororo.’ ”