Testamende Yekare

Testamende Itsva

Johani 18:32-34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

32. Izvi zvakaitika kuitira kuti mashoko akanga ataurwa naJesu achiratidza mafiro aaizoita azadziswe.

33. Ipapo Pirato akadzokerazve mumuzinda, akadana Jesu uye akamubvunza akati, “Ndiwe mambo wavaJudha here?”

34. Jesu akati, “Kufunga kwako woga here kana kuti vamwe vataura newe pamusoro pangu?”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 18