Testamende Yekare

Testamende Itsva

Johani 18:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pirato akati, “Mutorei imi mumutonge nomurayiro wenyu.” VaJudha vakaramba vachiti, “Asika, isu hatina mvumo yokuuraya munhu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 18

Maonero Johani 18:31 akapoteredza