Judhasi achangodya chingwa ichi, Satani akabva apinda maari. Jesu akati kuna Judhasi,“Zvaunoda kuita, ita nokukurumidza,”