Testamende Yekare

Testamende Itsva

Johani 13:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akati, “Ndiye wandichapa chimedu chechingwa kana ndachiseva mundiro.” Ipapo, akaseva chimedu chechingwa, akachipa kuna Judhasi Iskarioti, mwanakomana waSimoni.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 13

Maonero Johani 13:26 akapoteredza