Testamende Yekare

Testamende Itsva

Johani 1:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Johani anopupura nezvake. Anodanidzira achiti, “Uyu ndiye uya wandakati, ‘Anouya mumashure mangu anondipfuura ini nokuti akanditangira.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 1

Maonero Johani 1:15 akapoteredza