Testamende Yekare

Testamende Itsva

Johani 1:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shoko rakava nyama uye rakagara pakati pedu. Takaona kubwinya kwake, kubwinya kwaIye Mumwe Oga, akabva kuna Baba, azere nenyasha uye nechokwadi.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 1

Maonero Johani 1:14 akapoteredza