“ ‘Chengeta mirayiro yangu.“ ‘Usaberekesa mhando dzemhuka dzakasiyana.“ ‘Usadyara mbeu mbiri dzakasiyana mumunda mako.“ ‘Usapfeka nguo yakarukwa nemicheka miviri yakasiyana.