Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zvirevo 8:34-36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

34. Akaropafadzwa munhu anoteerera kwandiri, anorinda mazuva ose pamasuo angu. Anomira pamukova womusuo wangu.

35. Nokuti ani naani anondiwana anowana upenyu uye anogamuchira nyasha kubva kuna Jehovha.

36. Asi ani naani asingandiwani anozvikuvadza; vose vanondivenga vanoda rufu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Zvirevo 8