Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zvirevo 6:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Mwanakomana wangu, kana uchinge waita rubatso kumuvakidzani wako, kana uchinge waita mhiko nokumbunda noruoko rwako kuno mumwe,

2. kana uchinge wasungwa nokuda kwezvawakataura, wabatwa namashoko omuromo wako,

Verenga chitsauko zvakakwana Zvirevo 6