Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zvirevo 28:21-23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

21. Kuita rusarura hakuna kunaka, asi kunyange zvakadaro munhu angaita zvakaipa kuti awane chimedu chechingwa.

22. Munhu anonyima ane shungu dzokuda kupfuma asingazivi kuti urombo hwakamugaririra.

23. Uyo anotsiura munhu iye achawana nyasha dzakawanda pakupedzisira, kupfuura uyo ane rurimi runonyengera.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvirevo 28