Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zvirevo 11:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Jehovha anovenga zviero zvinonyengera, asi zviero zvakakwana zvinomufadza.

2. Kana kuzvikudza kwasvika, ipapo kunyadziswa kwasvikawo, asi uchenjeri huri kune akazvininipisa.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvirevo 11