Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zekaria 5:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye iye akati kwandiri, “Uku ndiko kutuka kunobuda pamusoro penyika yose; nokuti sezvazvakanyorwa kune rimwe divi, mbavha imwe neimwe ichaparadzwa, uye sezvazvakanyorwa kune rimwe divi racho, mumwe nomumwe anopika zvenhema achaparadzwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Zekaria 5

Maonero Zekaria 5:3 akapoteredza