Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vatongi 3:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi vakati vachema kuna Jehovha, akavamutsira musununguri, Otinieri mwanakomana waKenazi, munun'una waKarebhu, uyo akavaponesa.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 3

Maonero Vatongi 3:9 akapoteredza