Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vatongi 3:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kutsamwa kwaJehovha kwakapisa pamusoro paIsraeri zvokuti akavatengesa mumaoko aKushani-Rishataimi mambo weAramu Naharaimi, avo vakashandirwa navaIsraeri kwamakore masere.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 3

Maonero Vatongi 3:8 akapoteredza