Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vatongi 20:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo zviuru gumi zvavarume veIsraeri vakanga vakasarudzwa vakavarwisa nechemberi paGibhea. Kurwa kwakanga kwanyanya kwazvo zvokuti vaBhenjamini havana kuziva kuti njodzi yakanga yava pedyo zvakaita sei.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 20

Maonero Vatongi 20:34 akapoteredza